Svoboda | Graniru | BBC Russia | Golosameriki | Facebook
Transfiguration pending
Svetuka kuchirochemo

Muvhuro

Kubva Wikipedia

Muvhuro (Monday) izuva rechipiri revhiki rinotevera Svondo uye richiteverwa neChipiri. Kune vanhu vazhinji muvhuro ndiro zuva ravanotanga kuenda kubasa kana kuchikoro pavhiki.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaWabo vanoti cipoosi kana macipoosi (n. monday) vachireva muvhuro.
  • MaZulu vanoti umvulo (1. Inauguration, opening. 2. Day for recommencing work, opening day after a holiday: Monday) kureva muvhuro.
  • MaZulu vanoti umsombuluko (n. monday - literary the unfolding) vachireva muvhuro.
  • Baila vanoti mushimbuluko (n. monday) kureva muvhuro. VaTsonga vanoti Mumbunuko (n. Monday) kureva muvhuro.