Svoboda | Graniru | BBC Russia | Golosameriki | Facebook
Transfiguration pending
Svetuka kuchirochemo

Tsime

Kubva Wikipedia
Tsime

Tsime igomba rakacherwa richidzika pasi kudzamara rabata pane mvura. Matsime anocherwa kuchitsvakwa mvura yekunwa yevanhu kana yezvipfuwo uye kuwana mvura yekudiridza zvirimwa.

  • Jekecha (Abandoned, dry well) apa kureva tsime rakapwa rikasiyiwa risisashandiswe.
  • Kutsa (to dig).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mutsika zhinji tsime mucherechedzo wetariro nehupenyu.
  • Nhundiramutsime uyu munhu anoita zvisina kukwana angafananidzwa neuyo anotundira mutsime.
  • Makwai makadzi manomwe aya unozoatora kubva munyara yangu kuti aite chapupu kwendiri, kuti ndini ndakatsa ichi chinyuka. Accept these seven lambs from my hand as a witness that I dug this well. (Genesis 21:30 Bhaibheri reChiNdau).
  • chimhu (ideophone of Drawing water).
  • Kuchimhuka (Be, or be able to be, drawn - of water).
  • Kuchimhura (Draw water). apa zvichireva kuchera mvura.
  • Isaka wakatsazve zvinyuka zvemvura, izvo zvaiya zvakatsiwa ngemazuva aAbrahama baba ake: Isaac reopened the wells which had been dug during the lifetime of Abraham his father. (Genesis 26:18, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Maconde vanoti muto kana myuto (well) kureva tsime. Mamwe mazwi kumuto (place where there is water) inzvimbo ine mvura.
  • VaKongo vanoti xima inodudzwa kunzi sima (pool, pond, hole for water, well).
  • Kikuyu inoti kethima (n. well of water) kureva tsime. Pamamwe mazwi eKikuyu thi anotodza tsi kana svi kuChiShona.
  • Zigula vanoti masima (n. water well) kureva tsime. ChiBaka vanoti suwah (n. water well) kureva tsime.