Nhanga
Mataridziko
- Nhanga (Girls' Bedroom) apa kureva imba inorara vasikana.
- Nhanga (Pumpkin) apa kureva muchero unorimwa uchidyiwa manhanga kana senhopi.
- Nhanga (forest with desired species) apa kureva nzvimbo inozivikanwa kuti inowanikwa zvakadai semichero, hohwa kana mhuka.
- Nhanga apa kureva imba yaShe.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |