Svoboda | Graniru | BBC Russia | Golosameriki | Facebook
Svetuka kuchirochemo

Zano

Kubva Wikipedia

Zano (idea) zvinoreva mufungo wauya mupfungwa dzemunhu unotaura kuti munhu anoda kuita sei.

Mazwi ari pedyo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti sungula (Initiate, set going, inaugurate).
  • MaZulu vanoti umsungulo kana imisungulo (Scheme; something initiated, inaugurated; aim in view, object, purpose).
  • VaTsonga vanoti sungula (begin). Mamwe mazwi: sungurile. Sunguti (n. month of January. Beginning, Genesis).