Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30
Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
Vari kunze kwenyika vasingakwanisi kunzwa nhepfenyuro yedu vava kukwanisa kunzwa kana kupawo pfungwa dzavo muchirongwa cheLiveTalk apo chinenge chiri pamhepo kubva na 8pm-9pm (Muvhuro-Chishanu). Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077