Svoboda | Graniru | BBC Russia | Golosameriki | Facebook

Accessibility links

Breaking News

US$1 Rotenga Madhora emuNyika Zviuru Makumi Matatu neMatatu- ZWL 33, 000


Kunyangwe dhora remuZimbabwe riri kuramba richishaya simba zvinotyisa, gurukota rezvemari Muzvinafundo Mthuli Ncube vari kutsika madziro vachiti havasi kuzoregedza kuri shandisa sezviri kukurudzirwa nevamwe vari kuti kwave kungopedzera hoko padehwe retsindi.

Vamwe vari kutsigira VaNcube vakaita sechipangamazano cheRBZ VaPersistence Gwanyanya vanoti VaNcube hapana zvavangaite zvakawanda nekuti kushandisa dhora remunyika nedzimwe mari kana kuti basket of currencies mutemo wenyika uye dhora reZimbabwe rakanzi rishandiswe kusvika muna 2030.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Imwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi vachidzidzisa paUniversity of the Free State Doctor Calvin Mudzingiri vanoti dzangovbe nharo dzehurumende asi dhora remuZimbabwe harina zvarichashanda.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Forum

XS
SM
MD
LG