Svoboda | Graniru | BBC Russia | Golosameriki | Facebook

Accessibility links

Breaking News

Vanhu Makumi Maviri Votyirwa Kuti Vafa muAmerica Padhumwa Zambuko neNgarava


Vanobatsira vanhu muAmerica vari kutsvaga vanhu makumi maviri vari kufungidzirwa kuti vawira murwizi rwePatapsco River padhumwa rimwe zambuko kuBaltimore, Maryland.

Ngarava inonzi Dali yange yakatakura zvinhu inonzi yabondera pazambuko rinonzi Francis Scott Bridge mangawanani.

Varidzi vengarava iyi, ine mureza weSingapore, veSynergy Marine Corp vanoti vashandi vavo vose vapona munjodzi iyi.

Forum

XS
SM
MD
LG